- Видео 826
- Просмотров 6 623 207
Manass chibanda
Зимбабве
Добавлен 31 июл 2020
News
Achandida nekuti aida ndizvare mwanakona,kuramba bonde,kushungurudza
Achandida nekuti aida ndizvare mwanakona,kuramba bonde,kushungurudza
Просмотров: 2 067
Видео
Mukuitana sei futi? Sabhuku obirwa nemukadzi wakambodanana naye
Просмотров 1 тыс.14 часов назад
Mukuitana sei futi? Sabhuku obirwa nemukadzi wakambodanana naye
Muchembere onzi akauraya munhu? kupuhwa horoyi
Просмотров 47618 часов назад
Muchembere onzi akauraya munhu? kupuhwa horoyi
7 years achishandira mahara, Mukadzi wake akarohwa asina kupfeka?
Просмотров 73120 часов назад
7 years achishandira mahara, Mukadzi wake akarohwa asina kupfeka?
Mazino akaendepi? Oti akapikira mahara
Просмотров 4 тыс.2 часа назад
Mazino akaendepi? Oti akapikira mahara
Complicated Garden issue in three courts
Просмотров 6532 часа назад
Complicated Garden issue in three courts
CLAIM--Mai wemukadzi wakasunga mukwasha mushure mekunge mwana wawo arambwa, GO BACK TO SENDER
Просмотров 8492 часа назад
CLAIM Mai wemukadzi wakasunga mukwasha mushure mekunge mwana wawo arambwa, GO BACK TO SENDER
Uyu Mukwambo oda kunetsa? Hunza Pfuma
Просмотров 8052 часа назад
Uyu Mukwambo oda kunetsa? Hunza Pfuma
Zvinorwadza-Kuginyabvura mukadzi wabhururu pabonde-Details in the video
Просмотров 4,6 тыс.2 часа назад
Zvinorwadza-Kuginyabvura mukadzi wabhururu pabonde-Details in the video
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
Просмотров 25 тыс.4 часа назад
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
Part 2-Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks
Просмотров 9884 часа назад
Part 2-Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks
Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks
Просмотров 2,8 тыс.4 часа назад
Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks
Bonde nemukadzi wemunhu mugomo, nhengo yechirume inopedza pfuma
Просмотров 7 тыс.4 часа назад
Bonde nemukadzi wemunhu mugomo, nhengo yechirume inopedza pfuma
Mukwasha kuurairwa nana tezvara, hurombwa, hushereketwa-Chief Chireya's traditional court
Просмотров 4,5 тыс.7 часов назад
Mukwasha kuurairwa nana tezvara, hurombwa, hushereketwa-Chief Chireya's traditional court
Complicated issues-Musikana bonde nababa WITHDRAWAL METHOD, nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengerana
Просмотров 16 тыс.12 часов назад
Complicated issues-Musikana bonde nababa WITHDRAWAL METHOD, nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengerana
Akunyima murume bonde, oda kuzviuraya, bonde ndorinosimbisa imba-Chief Chireya's Traditional court
Просмотров 1,4 тыс.12 часов назад
Akunyima murume bonde, oda kuzviuraya, bonde ndorinosimbisa imba-Chief Chireya's Traditional court
Kubatwa akawata nemukomana ndokutotizira, pfuma yangu, Nyaya izere mudare raMambo Chireya
Просмотров 1,9 тыс.14 часов назад
Kubatwa akawata nemukomana ndokutotizira, pfuma yangu, Nyaya izere mudare raMambo Chireya
Gokwe yauya-Murume anorambira mukadzi pa-Rank, Anga asiri mhandara, ndoda pfuma yangu
Просмотров 4,6 тыс.14 часов назад
Gokwe yauya-Murume anorambira mukadzi pa-Rank, Anga asiri mhandara, ndoda pfuma yangu
Gokwe pfacha- Kuitirwa bonde musango, Akarohwa adanana nemurume wevanhu wepabarika iye akarorwawo,
Просмотров 23 тыс.14 часов назад
Gokwe pfacha- Kuitirwa bonde musango, Akarohwa adanana nemurume wevanhu wepabarika iye akarorwawo,
Kurorwa ndaramba,Chipfambi pandandemutande-Bhishu reality show S (1)Ep 17,Musaona nevana,Vanyarikani
Просмотров 15 тыс.21 час назад
Kurorwa ndaramba,Chipfambi pandandemutande-Bhishu reality show S (1)Ep 17,Musaona nevana,Vanyarikani
Ndinoda Pfuma yangu, anga asiri musikana pandakamurora
Просмотров 1,5 тыс.День назад
Ndinoda Pfuma yangu, anga asiri musikana pandakamurora
Pro Kudakwashe Jose speaks on venue shift, zvema spiritual father,mabhidhiri, healing & deliverance
Просмотров 579День назад
Pro Kudakwashe Jose speaks on venue shift, zvema spiritual father,mabhidhiri, healing & deliverance
Part 4-Muchenje Family-Sei kuvaka makuva mega? imba kutengeswa 18k USD- Chief Bhushu's trad court
Просмотров 4,6 тыс.День назад
Part 4-Muchenje Family-Sei kuvaka makuva mega? imba kutengeswa 18k USD- Chief Bhushu's trad court
3 Months mukadzi achigara nechikomba
Просмотров 18 тыс.День назад
3 Months mukadzi achigara nechikomba
Akamirira mwanasikana wake Kuti arorwe kuti azoroorawo mai wacho
Просмотров 11 тыс.14 дней назад
Akamirira mwanasikana wake Kuti arorwe kuti azoroorawo mai wacho
Pano vanhu vanotaura kuti mambo anoripisa mari yakanyanya kuvenga Mambo ava chete.Endai kumadzimambo ese or court ya magistrates kwese kunobvisiswa mazimari.Nyamaropa anototi enda unonyoresa anoti mombe,mbudzi ,huku,ukataura mucourt yake anobva ati huku or 10dollars Munovavengereiko mambo ava He is the best in the country.
Mudhara iwe ungashandisa munhu 7 yrs wozongoti tsvaa zvese unoti ngozi dziya dzinonzi karanda dzotangira papi. Uchamuka rimwe gore zvaakukunetsa kutsvagira mhuri mamhepo. Uchaona kuti kuenda kwa major street is not the solution
Mukadzi azvitaura kare😢 Ati haachandide murume uyu kani… kubudirana pachena kwakanaka
So long akabvuma kumuda I problem vakadzi chiiko
Siyanai Nevadhara avo. Rap case ino repotwa ku police kwete kudhare.😢
Kamukono ketsambarafuta. Nemiwo amai itai zvinhu kwazvo.
Ahhh munyama unoita munhu ano shusha muzvere🙌🏾 pfubvu yachoka
Worst Chief ever,only enjoys ridiculing madzimai nekunakidzwa nekutaura zvinyadzi
Zvaizoitika hazvo maihwe
MaShona nyaya dzese ndedzekuhura chete. Ko nguva yokurima munoishaya sei yokuhura munayo? MaChief dai mabhadharisa varume vanohura minimum yemombe 5. Nokuti chihure chawandisa..
Haa saka this is lie guys pliz dai mwana asina kurwara mai ava vainyarara vakawirirana ava nhema chaidzo vakawirirana ava inhema idzi mai vakazoudza murume bcz of mwana akarwara dai asina kurwara vainyarara
Wona manje kutuma mukadzi kubhinya rigurei mboro
Waitumirei mukadzi wakadii kuenda wega handi ndozvawaida
Murume ibenzi rombe datya chairo
This guy is excluded as real man in this world.
Akabva akusvira ipapo. Makoni!!!
Sekwaba Yi company amadoda eza imali ngabafaz
LAN bobaba lizafunda ukungcina abafaz benu selijaha Kuma chief baqoma ngoba liyehluleka
But asikhulumen iqiniso Uma uthe uyamfuna asocala Uma bengalalanga lingamfosi coz yokukhuluma kwama windi
Makoni is running a Legalised Scam. Matsotsi akagara pazvigaro aya haamire kubira varombo. Makoni’s court has now become a Cash Cow ende mombe yacho inosisa daily minimum fine is a beast.
Use correct grammar when making titles not zvi slang zvema ama2K “achandida”. Your title doesn’t make sense and unprofessional.
😂😂😂😂😂 haya dare iri so kaa
Age difference mazimba kaa makuroora vana venyu motarisira loyalty
Manje mukadzi akakukurira mobva maita mwana musikana
Guvhu haripiwe munhu usanyeperwe
Well done chief 👍
Thanks for the visit
I mhosva here kumbo nyengwa kana kumboroorwa chero asina kuhura,
Dare rotaurwa sezvazviri hakunyarwe uko
Munhu akasvigwa uyu
What you deposited is what you get out. A man is the one who can determine the gender of a baby not the woman 👠♀️
Cogan n team a disgrace to the nation
mmmm mwanasikana ngaafambe fambe hake 20 us ne 15us zvinotengei zvaanoramba achingodzokorodza murume wepi anoisa revenge kumukadzi 🙄hanzi rudo rwacho rwakava rwemasoja tinorarama
Haaaaa zvakaoma zvinorwadza its sad
Iwe muchinda enda kun'anga unoroya munhu nedzinza rake rese kuti vapenge kana kufa. Roya vanhu mhani sei wakapusa
Hapana rudo apa mkadzi ndadzokere kumba kwavo
Murume uyo ngaende kuDNA panoda Tinashe Mugabe. Vaimhanya avo. Shasha DNA
Uuuuummm. Kurara pamba pabhinya rakurepa shuwa; no reporting to police, no what? Kutovata, dzikatobata, mumba mebhinya rambokurepa, and ukatozomuka atova pamusoro kuda kupamha futi pane ramangwana. Imi ka amaii imi ka? What is logical ndezvekuti vanhu vaviri ava vakamboita kakubvumirana havo; hameno what went wrong later. My guess, ndeye kuti mukadzi wemurume uyo akavabata pavaiweterana-weterana in the morning; vachifunga kuti ainda kumaShops kwavanga varonga kumutuma. So, this lady pre-empted kusvika kwenyaya kumurume wake hrough mukadzi weuchikomba.
Kutomira mudare uchitaura kuti ndakatenga nhumbi dze $20 are you serious. Unoshoresa varume iwewe
Imagine 😂ndatozvishayawo
Paangoti Hemeni ndanva ndati zvadhakwa, hezvo iyi ifourth marriage, but kablaz kanonyepa zvisingaite zvekuSA zvichiri qsi muchfzoka henyu mave neperm isingapeee manje manje 😢
Baba ava vanoshusha ..mkadzi uyu ngaasiyane nebenzi iri 🙄🙄🙄
Manass unonyora zvisinga verengeke ..unomboverengawo here caption usati waposta🤔
Zvowerengeka wani
Sure asi.Dzokorodzai kuverenga...proof read please basa riende mberi.I channel yedu iyi.
Ndepi chief ani?.
Uuum.karume aka mukadzi uyo ngadzokere kumba kwàvo
Vakadzi hamuna zera navo kkkkkkkkk
zvimadhara izvi hazvigone kutonga zvinekawe kahudzvinyiriri so
oooh! that lady is beautiful.
Unless the wife is underage, what is the reason for blurring her face. You can blur the baby alone
Anenge akabata mwana mukadzi wacho. Don’t know they allowed her to sit at the front nemwana
Thanks for watching
So sad marriage idzi
Karume kanoshusha aka
Dare renyu Mambo zvamurikuripirwa zvakanyanya 50/50 here nemumangari. Mbudzi ngaiyo iyo muripo wekushora Mambo Mariana Chiu natsikamutanda pakutsvidigira vangu vamunotungamirira . Mamwe madzimambo haanhanhire huripwa . Dare renyu Mambo musaita Moyo mukukutu. Ipai chembere idzo mombe mbiri yedare yekudii , Munoiteyi NATO mombe yacho muchaita chenura here,Mambo musaita SA Jack Sparrow anoluta
This is one of the most rapacious chiefs in the country
Musamanikidze munhu